Mariko 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti hapanecinhu cakaʋanzika cisiŋgazoʋoneswi, hapana‐cakaʋigwa cisiŋgazoɓuɗi pacena. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nokuti hapana chakavigwa chisingazooneswi, uye hapana chakavanzika chisingazobudi pachena. Ver Capítulo |