Mariko 3:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Hakunomunhu uŋgapinda mumba mounesimba, akatora nhumbi dzake, asati ambosuŋga unesimba; ɀino uŋgaparadza imba yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 “Hakuna munhu angapinda mumba moane simba, akatora nhumbi dzake, asati ambosunga anesimba; zvino angaparadza imba yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zviripo ndezvokuti, hakuna munhu angapinda mumba momunhu ane simba agotakura zvinhu zvake, kana asina kutanga asunga murume wacho ane simba. Ipapo angagona kupamba imba yake. Ver Capítulo |