Mariko 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu ʋokwake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaɓuɗa kuzomuɓata, nokuti ʋakati: Unopeŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Vanhu vokwake vakati vachizvinzwa, vakabuda kuzomubata, nokuti vakati, “Anopenga.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mhuri yake yakati yazvinzwa, vakaenda kundomubata, nokuti vakati, “Ava kupenga.” Ver Capítulo |