Mariko 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaʋari: Saɓata yakaitirwa munhu, munhu haana‐kuitirwa saɓata; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwavari, “Sabata yakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata. Ver Capítulo |