Mariko 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Namazuʋa iwayo Jesu wakabva Nazareta muGarirea, akabapatidzwa naJohane muJordani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGariria, akabhabhatidzwa naJohani muna Jorodhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Panguva iyoyo Jesu akauya achibva kuNazareta muGarirea uye akabhabhatidzwa naJohani muJorodhani. Ver Capítulo |