Mariko 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea. Ver Capítulo |