Mariko 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mŋeya wetȿina ukamubvundisa, ndokuɗanidzira nenzwi guru, ndokuɓuɗa kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Mweya wakaipa akamubvundisa, ndokudanidzira nezwi guru, ndokubuda kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mweya wakaipa wakamuzunza-zunza ndokubva wabuda maari nenzwi guru. Ver Capítulo |