Mariko 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Wakati apfuʋura ɀishoma, akaʋona Jakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane munuŋuna wake, ʋacigadzira ʋutaʋa mugwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Akati apfuura zvishoma, akaona Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake, vachigadzira usvasvi muigwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akati afamba chinhambwe zvishoma, akaona Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomununʼuna wake Johani vari mugwa, vachigadzira usvasvi hwavo. Ver Capítulo |