Maraki 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Chinzwai, hero zuva rinouya, “Zuva rinopisa sechoto. Ipapo vanhu vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava zvidzitsi zvazvo zvemashanga. Zuva iroro richauya racho richavaroromesa zvokuti harivasiyire mudzi kana bazi zvaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokuti tarirai, zuʋa rinoʋuya; rinopisa secoto; ipapo ʋose ʋanoɀikudza, naʋose ʋanoita ɀakaipa, ʋacaʋa samashaŋga; zuʋa, rinoʋuya, ricaʋapisa, rikasaʋasiyira mudzi kana ɗaʋi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 “Nokuti tarirai, zuva rinouya; rinopisa sechoto; ipapo vose vanozvikudza, navose vanoita zvakaipa, vachava samashanga; zuva rinouya, richavapisa, rikasavasiyira mudzi kana davi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Chinzwai, hero zuva rinouya, “Zuva rinopisa sechoto. Ipapo vanhu vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava zvidzitsi zvazvo zvemashanga. Zuva iroro richauya racho richavaroromesa zvokuti harivasiyire mudzi kana bazi zvaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Chinzwai, hero zuva rinouya, “Zuva rinopisa sechoto. Ipapo vanhu vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava zvidzitsi zvazvo zvemashanga. Zuva iroro richauya racho richavaroromesa zvokuti harivasiyire mudzi kana bazi zvaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Zvirokwazvo zuva rinouya; richapisa sechoto. Vose vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava mashanga, uye zuva iro rinouya richavapisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Hapana mudzi kana davi zvichasara. Ver Capítulo |