Maraki 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Munondiʋigira ciŋgwa cinetȿina paartari yaŋgu. Ɀino moti: Takakuȿiɓisai neiko? Pakutaura kwenyu muciti: Tafura yaJehova ŋgaiɀidzwe hayo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Munondivigira chingwa chine tsvina paatari yangu. Zvino moti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Pakutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ ” Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika. Ver Capítulo |