La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 96:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 PamberipaJehova, nokuti unoʋuya; Nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi; Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Pamberi paJehovha, nokuti anouya; Nokuti anouya kuzotonga pasi; Achatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 ichaimba pamberi paJehovha, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nokururama, uye vanhu nechokwadi chake.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 96:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios