La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 94:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋanoʋuŋganira ʋupenyu bgowakarurama, Ʋacipa mhoȿa ropa risinemhoȿa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vanounganira upenyu hwowakarurama, Vachipa mhosva ropa risina mhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vanobatana pamwe chete kuti varwise vakarurama, vachipomera mhosva yorufu kuna vasina mhosva.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 94:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios