Mapisarema 92:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.” Ver Capítulo |