Mapisarema 91:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvirokwazvo achakuponesa parugombe rwomuteyi napadenda rinouraya. Ver Capítulo |