Mapisarema 89:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi handiŋgamutoreri ʋunyoro bgaŋgu cose, Kana kutendera kutendeka kwaŋgu kuitiswa nhema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 asi handizobvisi rudo rwangu kwavari, kana kuzombopandukira kutendeka kwangu. Ver Capítulo |