La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 88:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ndakarashirwa pakati paʋakafa, Saʋakaʋurawa ʋaʋete mubgiro, Ʋamusati mucaraŋgarira; Ʋakagurwa paruʋoko rwenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 88:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios