Mapisarema 78:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Ʋaprista ʋaʋo ʋakaʋurawa nomunondo; Cirikadzi dzaʋo hadzina‐kucema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200264 Vapristi vavo vakaurawa nomunondo; Chirikadzi dzavo hadzina kuchema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 vaprista vavo vakanga vaiswa kumunondo, uye chirikadzi dzavo hadzina kugona kuchema. Ver Capítulo |