La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 78:59 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

59 Ɀino Mŋari wakati aciɀinzwa, akatsamŋa kwaɀo, Akasema Israeri kwaɀo‐kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

59 Zvino Mwari akati achizvinzwa, akatsamwa kwazvo, Akasema Isiraeri kwazvo-kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

59 Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

59 Mwari akati avanzwa akatsamwa zvikuru kwazvo; akaramba Israeri zvachose.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 78:59

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios