La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 78:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Wakagadzirira kutsamŋa kwake nzira; Haana‐kubvisa mŋeya waʋo parufu, Asi wakaisa ʋupenyu bgaʋo kuhosha;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kuhosha;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Akagadzira nzira yokutsamwa kwake; haana kuponesa mweya yavo parufu asi akavaisa kudenda.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 78:50

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios