La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 78:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Saka Jehova wakanzwa, akatsamŋa; Mŋoto ukaʋeserwa Jakobo, Kutsamŋa kukamukira Israeri;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Saka Jehovha akanzwa, akatsamwa; Moto ukaveserwa Jakobho, Kutsamwa kukamukira Isiraeri;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Jehovha akati avanzwa, akatsamwa zvikuru kwazvo; moto wake ukaveserwa Jakobho, uye hasha dzake dzikamukira Israeri,

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 78:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios