Mapisarema 78:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakaidza Mŋari mumŋoyo maʋo Ʋacikumbira ɀokudya ɀaʋakaŋga ʋaciɗa iʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Vakaidza Mwari mumwoyo mavo Vachikumbira zvokudya zvavakanga vachidawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaedza Mwari nobwoni vachimugombedzera kuti avape zvokudya zvavaipanga. Ver Capítulo |