Mapisarema 78:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakapamura guŋgwa, akaʋayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Wakapamura gungwa, akavayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapamura gungwa akavayambutsa napakati; akaita kuti mvura imire yakasimba sorusvingo. Ver Capítulo |