La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Simukai Jehova, pakutsamŋa kwenyu, Simukirai hasha dzaʋadziʋisi ʋaŋgu; Mumuke nokuɗa kwaŋgu; ndimi makaraira kuti ɀakarurama ɀiitwe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Simukai, imi Jehovha pakutsamwa kwenyu; simukai murwise hasha dzavavengi vangu. Simukai, Mwari wangu; rayirai kururamisira.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 7:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios