Mapisarema 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ndiciŋge ndakaitira ɀakaipa munhu waiʋa noʋukama neni; (Iɀo, ndakarwira waiʋa mudziʋisi waŋgu ndisinemhoȿa;) Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Kana ndichinge ndakaitira zvakaipa munhu aiva noukama neni; (Izvo, ndakarwira waiva mudzivisi wangu asina mhosva;) Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kana ndakaita zvakaipa kuno uya akanga ane rugare neni kana kupamba muvengi wangu pasina mhaka, Ver Capítulo |