Mapisarema 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba. Ver Capítulo |