La Biblia Online

- Anuncios -

Mabasa 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi imi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamuri uye muchava zvapupu zvangu muJerusaremu nomuJudhea yose nokuSamaria kusvika kwakaperera nyika?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi mucapiwa simba, kana Mŋeya Mutȿene waʋuya pamsoro penyu; ipapo mucaʋa ɀapupu ɀaŋgu paJerusarema, napaJudea rose, napaSamaria, nokuȿikira kumugumo wenyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi muchapiwa simba, kana Mweya Mutsvene auya pamusoro penyu; ipapo muchava zvapupu zvangu muJerusaremu, nomuJudhea yose, nomuSamaria, kusvikira kumugumo wenyika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi imi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamuri uye muchava zvapupu zvangu muJerusaremu nomuJudhea yose nokuSamaria kusvika kwakaperera nyika?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi imi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamuri uye muchava zvapupu zvangu muJerusaremu nomuJudhea yose nokuSamaria kusvika kwakaperera nyika?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamusoro penyu; uye muchava zvapupu zvangu muJerusarema, nomuJudhea mose, nomuSamaria, kusvikira kumigumo yenyika.”

Ver Capítulo Copiar

Mabasa 1:8

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios