Mabasa 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaʋari: Haɀina‐kufanira kuti muziʋe ŋguʋa kana misi yakatarwa naƂaɓa ʋamene nesimba raʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati kwavari, “Hazvisi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo. Ver Capítulo |