La Biblia Online

- Anuncios -

Mabasa 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Saizvozvo pavakanga vaungana vakamubvunza vachiti, “Tenzi, panguva ino ndipo here pamuchadzosera pakare umambo kuIsiraeri?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino iʋo, ʋakati ʋaʋuŋgana, ʋakamubvunza, ʋaciti: Ishe, modzosera ʋushe kunaʋaIsraeri neŋguʋa ino here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino ivo, vakati vaungana, vakamubvunza, vachiti, “Ishe, modzosera ushe kuna vaIsiraeri nenguva ino here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Saizvozvo pavakanga vaungana vakamubvunza vachiti, “Tenzi, panguva ino ndipo here pamuchadzosera pakare umambo kuIsiraeri?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Saizvozvo pavakanga vaungana vakamubvunza vachiti, “Tenzi, panguva ino ndipo here pamuchadzosera pakare umambo kuIsiraeri?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Saka, vakati vaungana pamwe chete, vakamubvunza vakati, “Ishe, mava kuzodzosera ushe kuvaIsraeri panguva ino here?”

Ver Capítulo Copiar

Mabasa 1:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios