La Biblia Online

- Anuncios -




Mabasa 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 kutaŋga pakubapatidza kwaJohane, kuȿikira pazuʋa raakabʋa kwatiri, acikwidzwa, mumŋe waʋo unofanira kuʋa capupu cokumuka kwake pamŋe cete nesu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 kutanga parubhabhatidzo rwaJohani kusvikira panguva yakabviswa Jesu kwatiri. Nokuti mumwe waava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake, pamwe chete nesu.”

Ver Capítulo Copiar




Mabasa 1:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios