La Biblia Online

- Anuncios -

Mabasa 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 zvikazivikanwa navagari vose vomuJerusaremu. Munda iwoyo wakazodaidzwa kuti Hakeridhama mumutauro wavo zvichireva kuti munda weropa

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀikanzwika naʋose ʋaigara Jerusarema; naiɀoɀo munda uyu ukatumidzwa Akerdama norurimi rwaʋo, ndokuti: Munda weropa.)

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvikanzwika navose vaigara Jerusaremu; naizvozvo munda uyu ukatumidzwa Akeridhama norurimi rwavo, ndokuti, “Munda weropa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 zvikazivikanwa navagari vose vomuJerusaremu. Munda iwoyo wakazodaidzwa kuti Hakeridhama mumutauro wavo zvichireva kuti munda weropa

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 zvikazivikanwa navagari vose vomuJerusaremu. Munda iwoyo wakazodaidzwa kuti Hakeridhama mumutauro wavo zvichireva kuti munda weropa

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Munhu wose akanzwa nezvazvo muJerusarema, saka vakatumidza munda uya nomutauro wavo kuti Akeridhama, ndiko kuti, Munda weRopa.)

Ver Capítulo Copiar

Mabasa 1:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios