Judasi 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino kunaiye unogona kukuceŋgetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubginya kwake musinacamuŋgapomerwa, mucifara kwaɀo, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Zvino kuna iye anogona kukuchengetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamungapomerwa, muchifara kwazvo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kuna iye anogona kukuchengetai kuti murege kugumburwa uye anokuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamunopomerwa, uye nomufaro mukuru, Ver Capítulo |