Judasi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakakuʋudzai kuti neŋguʋa yokupedzisira ʋaseki ʋacaʋa’ko, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo ʋasiŋgaɗi Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakati kwamuri, “Munguva yokupedzisira kuchava navaseki vachatevera kuchiva kwavo.” Ver Capítulo |