La Biblia Online

- Anuncios -

Judasi 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi vanhu ava vanoshora zvose zvavasinganzwisisi uye vanoparadzwa nezvinhu zvavanonzwa mavari sezvinongoita mhuka dzisingafungi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi ʋanhu aʋa ʋanotuka ɀaʋasiŋgaziʋi; napaɀinhu iɀo, ɀaʋanonzwisisa kubva pakuɓerekwa kwaʋo, semhuka dzisiŋgaziʋi, ʋanoparadzwa paɀiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi vanhu ava vanotuka zvavasingazivi; napazvinhu izvo, zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingazivi, vanoparadzwa pazviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi vanhu ava vanoshora zvose zvavasinganzwisisi uye vanoparadzwa nezvinhu zvavanonzwa mavari sezvinongoita mhuka dzisingafungi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi vanhu ava vanoshora zvose zvavasinganzwisisi uye vanoparadzwa nezvinhu zvavanonzwa mavari sezvinongoita mhuka dzisingafungi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Asi vanhu ava vanotaura zvisina maturo pamusoro pezvinhu zvavasinganzwisisi; uye kunyange nezvinhu zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingafungi, zvinhu izvozvi ndizvo chaizvo zvinovaparadza.

Ver Capítulo Copiar

Judasi 1:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios