La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 9:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Jesu akati: Kutoŋga ndiko kwandaʋuyira panyika ino, kuti ʋasiŋgaʋoni, ʋaʋone; naʋanoʋona ʋaʋe mapofu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.”

Ver Capítulo Copiar

Johane 9:39

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios