Johane 8:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Jesu akapindura, akati: Kana ini ndiciɀikudza, kuɀikudza kwaŋgu hakunamaturo; unondikudza ndiʋo Ƃaɓa, aʋo ʋamunoti ndiMŋari wenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200254 Jesu akapindura, akati, “Kana ini ndichizvikudza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo; anondikudza ndivo baba, avo vamunoti ndiMwari wenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona54 Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Jesu akapindura akati, “Kana ini ndichizvirumbidza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo. Baba vangu, avo vamunoti ndivo Mwari wenyu, ndivo vanondikudza. Ver Capítulo |