Johane 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mazwi aya akaataura ari nechekwaichengeterwa mari achidzidzisa ari muTemberi. Asi hapana akamusunga nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Wakataura mashoko awa paciʋigiro cemari acidzidzisa mutembere; kwakaŋga kusinomunhu wakamuɓata, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Akataura mashoko awa paichengeterwa mari achidzidzisa mutemberi; kwakanga kusina munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mazwi aya akaataura ari nechekwaichengeterwa mari achidzidzisa ari muTemberi. Asi hapana akamusunga nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mazwi aya akaataura ari nechekwaichengeterwa mari achidzidzisa ari muTemberi. Asi hapana akamusunga nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akataura mashoko aya paakanga achidzidzisa ari mutemberi pedyo nenzvimbo yaiiswa zvipo. Asi hapana munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Ver Capítulo |