Johane 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika haiŋgakuʋeŋgiyi imi; asi inondiʋeŋga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti maɓasa ayo akaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 “Nyika haingakuvengi imi; asi inondivenga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti mabasa ayo akaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika haigoni kukuvengai, asi ini inondivenga nokuti ndinopupura kuti zvainoita zvakaipa. Ver Capítulo |