Johane 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti hapana munhu anoita zvomuchivande kana achida kunyatsozivikanwa. Kana muchitoita mabasa akadai zviratidzei kunyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti hakunomunhu unoita cinhu cinyararire, kana iye amene aciɗa kuzikanwa; kana iwe uciita iɀi, uɀiratidze kunyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti hakuna munhu anoita chinhu chinyararire, kana iye amene achida kuzikanwa; kana iwe uchiita izvi, uzviratidze kunyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti hapana munhu anoita zvomuchivande kana achida kunyatsozivikanwa. Kana muchitoita mabasa akadai zviratidzei kunyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti hapana munhu anoita zvomuchivande kana achida kunyatsozivikanwa. Kana muchitoita mabasa akadai zviratidzei kunyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hakuna munhu anoda kuva nomukurumbira anoita zvinhu zvake muchivande. Sezvo muchiita zvinhu izvi, chizviratidzai imi kunyika.” Ver Capítulo |