Johane 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye murume uya wavari kuedza kuuraya here? Ver Capítulo |