Johane 6:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa mumŋoyo make kuti ʋadzidzi ʋake ʋanoŋuŋuna neshoko irero, akati kwaʋari: Iri shoko rinokugumbusai kanhi? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200261 Asi Jesu, zvaakanga achiziva mumwoyo make kuti vadzidzi vake vanogun'un'una neshoko irero, akati kwavari, “Iri shoko rinokugumbusai kanhi? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 Achiziva zvake kuti vadzidzi vake vakanga vachigununʼuna pamusoro paizvozvi, Jesu akati kwavari, “Izvi zvinokugumburai here? Ver Capítulo |