Johane 6:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Nokuti nyama yangu kudya chaiko uye ropa rangu kunwa chaiko. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Nokuti nyama yaŋgu ndiɀo ɀokudya ɀaɀokwaɗi, neropa raŋgu ɀokunwa ɀaɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200255 Nokuti nyama yangu ndicho chokudya chaicho, neropa rangu chokunwa chaicho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Nokuti nyama yangu kudya chaiko uye ropa rangu kunwa chaiko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona55 Nokuti nyama yangu kudya chaiko uye ropa rangu kunwa chaiko. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Nokuti nyama yangu ndicho chokudya chaicho. Ver Capítulo |