Johane 6:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakati kwaari: Ticaiteiko, kuti tiɓate maɓasa aMŋari? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?” Ver Capítulo |