Johane 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋakafara kumugamucira mugwa, igwa rikaȿika pakarepo kunyika kwaʋakaŋga ʋacienda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vakafara kumugamuchira muigwa, igwa rikasvika pakarepo kunyika kwavakanga vachienda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo vakafara kumugamuchira mugwa; pakarepo igwa rakasvika kumahombekombe kwavakanga vakananga. Ver Capítulo |