Johane 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana ndiciɀipupurira, kupupura kwaŋgu hakuzi kwaɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Kana ndichizvipupurira, uchapupu hwangu hahuna maturo. Ver Capítulo |