La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 4:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino ʋaSamaria ʋakati ʋaciȿika kwaari, ʋakamunyeŋgetera kuti agare naʋo; akagara’po mazuʋa maʋiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Saka vaSamaria vakasvika kwaari, vakamukumbira kuti agare navo, nokudaro akagarapo kwamazuva maviri.

Ver Capítulo Copiar

Johane 4:40

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios