Johane 3:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ƃaɓa ʋanoɗa Mŋanakomana, ʋakamupa ɀose muruʋoko rwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Baba vanoda Mwanakomana, vakamupa zvose muruoko rwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvose mumaoko ake. Ver Capítulo |