Johane 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 NaJohane wakaŋga acibapatidza ʋo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiʋa nemvura zhinji ipapo; ʋakaʋuya, ʋakabapatidzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 NaJohani akanga achibhabhatidzawo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiva nemvura zhinji ipapo; vakauya, vakabhabhatidzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino Johaniwo aibhabhatidza paAenoni pedyo neSarimu nokuti pakanga pane mvura zhinji, uye vanhu vakanga vachiramba vachiuya kuti vazobhabhatidzwa. Ver Capítulo |