Joere 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicapembedza ropa raʋo randisina‐kumbopembedza; nokuti Jehova unogara paZioni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mhosva yavo yeropa yandisina kuregerera, ndichairegerera, nokuti Jehovha anogara muZioni.” Ver Capítulo |