Joere 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi Juda ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, ʋuye Jerusarema kuȿikira kumarudzi namarudzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kuzvizvarwa zvose. Ver Capítulo |