Joere 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mbeu dzakauna mumavhinga akaoma, mokuchengetera mbesa maparara matura angova matongo zvawo nokuti mbesa dzashayikwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mbeu dzinoʋorera pasi pamaviŋga adzo; matura aparadzwa, tsapi dzaputswa; nokuti ɀiyo ɀafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Mbeu dzinoorera pasi pamavhinga adzo; matura aparadzwa, tsapi dzaputswa; nokuti zviyo zvafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mbeu dzakauna mumavhinga akaoma, mokuchengetera mbesa maparara matura angova matongo zvawo nokuti mbesa dzashayikwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mbeu dzakauna mumavhinga akaoma, mokuchengetera mbesa maparara matura angova matongo zvawo nokuti mbesa dzashayikwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mbeu dzinopetana dzisati dzamera pasi pevhu, matura aparara, tsapi dzaputswa nokuti hapachina zviyo. Ver Capítulo |